Home Music Lyrics Holy Ten Machills Lyrics

Holy Ten Machills Lyrics

https://www.beezeee.com/wp-content/uploads/2021/04/holy-ten-ma-chills.mp3?_=1

Motaura nyaya yamusinga ziva vamwe venyu

Ten! Iwe!
Ini ndorohwa neguilt
I will be texting Amanda like
“Iwe sha come timbo rova machill”
Saka pandabva kuno ona Matilda
She heard I’m leadin her yout’
She came (she did)
Then I said the sentence that killed her
I told she wasn’t nothin’ (ah?)
Ndakamboti she’s a muffin
(muffin rati chiiko?) Maffin rapera
Zvangova zvehondo, zvazvibhakera
She said “Holy do you love me?”
I said “Wangu, zvazviri pachena”
I told her no! (No, no, no, no, no! NO!)
I told her you gotta go!

Me and my fellow brothers are abusin the girl child (Ah!)
We know if she’s on the booze then she gonna act wild (Wa?)
So it’s foh fa faufe (foh fa faufe, foh fa faufe) [sic]
Inonzi foh fa faufe (inonzi foh fah faufe) [sic]

Plan richirongwa rinonzi riri kutanga na9 a day in advance ( vance )
Tine mazi vodka chasara kutsvaga mapints for paying in rands ( in rands)
Boys remugroup riri kunetsa kuvhura rikutaura kuti tsvagai machicks (machicks)
Boys remugroup harichada zvidhura rikutaura kuti kandai mapics, first
Ichi, no (No!), Ichi, yes (Yes!), ichi kuzora
Ichi chimukedha, ichi ihorror (horror!)
Ichi ndochiketa, ichi bho, chakambo ndipeta (Ah)
Zvisinei, zvisinei (zvisinei)
Pinda DM, iti BAE (iti Bae)
Chingo pinda muBM zveVanessa (Bvuu!)
Chingo pinda muBM zveVanessa
Vana vevanhu vanomukira mudzimba dzedu vanebhabharasi
Muchifunga kuti varara paCampusi
Vararadzwa nemadhara aya (Ah?)
Hapana anoganzira Jesu, sha wangu
Yangove bata wabata
Pakadai anorwadza makata
Pakadai takatamba makasa, tawana basa, so as it seems
But ini honestly ndakuda zveChurch
I’ve been actively getting involved with it
I’m confessing kuti ndanga ndichizviita

Me and my fellow brothers are abusin the girl child (Ah!)
We know if she’s on the booze then she gonna act wild (Wa?)
Motaura nyaya yamusinga ziva vamwe venyu
Inonzi foh fa faufe (inonzi foh fah faufe) [sic]

RELATED ARTICLES

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here

- Advertisment -

Recent Comments